Dataset Viewer
Auto-converted to Parquet
eng
stringlengths
1
620
sna
stringlengths
2
731
IMPOSSIBLE !
HAZVIBVIRI !
IT IS of no value to serve God .
HAZVINA maturo kushumira Mwari .
My conscience weakened to the point where it happened several times .
Hana yangu yakava isina simba kusvika kupfundo rouko kwakaitika kanoverengeka .
All things are naked and openly exposed to the eyes of him with whom we have an accounting .
Hapana chisikwa chaasingaoni , asi zvinhu zvose zvakafukurwa uye zviri pachena mumaziso aiye watinozvidavirira kwaari .
EVEN if I should forget everything else from this congress , I will not forget your booth .
KUNYANGE ndingakanganwa zvimwe zvose zvataurwa pamusangano uno , handisi kuzokanganwa sitendi yenyu .
Christ , the Son of the Living God
Kristu , Mwanakomana waMwari Mupenyu
Put Away the Old Personality
Kubvisa Hunhu Hwekare
Loneliness is a healthy hunger . . . , a natural sign that we are lacking companionship .
Kusurukirwa inzara yakanaka . . . , chiratidzo chemasikirwo atakaitwa chokuti tinoda shamwari .
Exercise justice .
Kuti ururamisire .
This remodeling essentially replaces the entire skeleton every 10 years .
Kuzvivandudza uku chaizvoizvo kunotsiva mapfupa ose omunhu mumakore 10 oga oga .
THANK YOU .
MAZVITA .
A Woman of Stupidity Is Boisterous
Mukadzi Benzi Unopupira
Do not be misled . Bad associations spoil useful habits .
Musanyengerwa ; ushamwari hwakaipa hunoodza tsika dzakanaka .
Make it your aim to live quietly and to mind your own business and work with your hands .
Muvavarire kugara makanyarara , muchiva nehanya nezvinhu zvenyu moga nokushanda nemaoko enyu .
Your God Has Become King !
Mwari Wenyu Ava Mambo !
Often , with tears in my eyes , I prayed to Jehovah to help me
Ndaiwanzonyengetera kuna Jehovha ndiine misodzi mumaziso kuti andibatsire
' If God really exists , ' I reasoned , ' why does he allow people to suffer ? '
Ndaizvibvunza kuti , ' Kana Mwari ariko zvechokwadi , nei achirega vanhu vachitambura ? '
I started reading the Bible !
Ndakatanga kuverenga Bhaibheri !
Look how upset he is !
Ona kutsamwa kwaaita .
As of now , scientists can 't answer these questions .
Panguva ino masayendisiti haagoni kupindura mibvunzo iyi .
Lazarus , come out !
Razaro , buda !
Let Both Grow Together Until the Harvest
Regai Zvose Zvikure Pamwe Chete Kusvikira Pakukohwa
You Are Going to Die !
Uchafa !
How many lovers do you have ?
Une zvikomba zvingani ?
You must inculcate them in your son and speak of them when you sit in your house and when you walk on the road and when you lie down and when you get up .
Unofanira kushingaira kuadzidzisa vana vako , nokuataura kana ugere mumba mako , kana uchifamba munzira , kana uchivata pasi , kana uchimuka .
You can forget about your missionary life in Africa .
Unogona kukanganwa nezveupenyu hwako hwoufundisi muAfrica .
Righteousness is what the inhabitants of the productive land will certainly learn .
Vanhu vagere munyika vanodzidza zvakarurama .
Happy are the peaceable , since they will be called ' sons of God . '
Vanofara vanoita kuti pave norugare , nokuti vachanzi ' vanakomana vaMwari . '
Speak Injuriously of No One
Varege Kurevera Mumwe Zvakaipa
' For the reason that you did not obey my words , here I am sending and I will take all the families of the north , ' is the utterance of Jehovah , ' even sending to Nebuchadrezzar the king of Babylon , my servant , and I will bring them against this land and against its inhabitants and against all these nations round about ; and I will devote them to destruction and make them an object of astonishment and something to whistle at and places devastated to time indefinite . '
Zvamusina kunzwa mashoko angu , tarirai , ndichatuma shoko kumarudzi ose ari kurutivi rwokumusoro , ndivauyise , nokuna Nebhukadhirezari mambo weBhabhironi , muranda wangu , ndivauyise varwe nenyika ino , navageremo , namarudzi awa ose akaipoteredza ; ndichavaparadza chose , nokuvaita chishamiso , nechinoridzirwa muridzo , namatongo nokusingaperi .
Serving God Is His Medicine ! 11 / 15
" Anopa Mubayiro Vaya Vanomutsvaka , " 11 / 1
" Where the body is , there also the eagles will be gathered together , " Jesus answers .
" Apo pano mutumbu , ndipo panounganirawo magora , " Jesu anopindura kudaro .
" But that is the way life is , " some say when speaking about injustices .
" Asi ndizvo zvakaita upenyu , " vamwe vanodaro pavanenge vachitaura nezvokusaruramisira .
" But Mrs . G - , " appealed Caroline , " for the past 20 minutes , I have shared the most wonderful hope with you , pointing out from the Bible what God 's Kingdom will shortly do for mankind .
" Asika Mai G - , " akatsvetera achidaro Caroline , " kwemaminitsi 20 adarika , ndataura nemi tariro yakaisvonaka zvikuru , ndichitaura zvichibva muBhaibheri zvichaitwa noUmambo hwaMwari kune vanhu .
Oyeka ) , 6 / 1 Jehovah Taught Me to Do His Will ( M .
" Basa Renyu Richapiwa Mubayiro " ( Asa ) , 8 / 15
" The No . 1 crime problem for financial institutions , " said an FBI official , " is counterfeit negotiable instruments , such as check fraud and money order fraud . "
" Chinetso choutsotsi chikurusa chemasangano ezvemari , " akadaro mukuru mukuru weFBI , " zvishandiso zvinotauriranwa zvokunyepedzera , zvakadai soutsotsi hwecheki uye utsotsi hwemoney order . "
" What is Jehovah asking back from you but to . . . be modest in walking with your God ? " - MICAH 6 : 8 .
" Chinotsvakwa naJehovha kwauri chiiko , asi kuti . . . ufambe uchizvininipisa pamberi paMwari wako ? " - MIKA 6 : 8 .
" Every man should eat and indeed drink and see good for all his hard work . It is the gift of God . " - Ecclesiastes 3 : 13 .
" Chipo chaMwari kuti Munhu mumwe nomumwe adye , anwe , afarire zvinhu zvakanaka pakubata kwake kwose . " - Muparidzi 3 : 13 .
" THE sky is not less blue because the blind man does not see it , " says a Danish proverb .
" DENGA harisi rebhuruu zvishomanene nemhaka yokuti bofu haririoni , " chinodaro chirevo chechiDanish .
" An epidemic of lung cancer can be predicted " for many developing countries within a decade , says the journal World Health .
" Denda rekenza yamapapu rinogona kudeya kutaurwa " nokuda kwenyika dzakawanda dziri kusimukira mumakore gumi , inodaro magazini yeWorld Health .
" Liquor became the currency of the fur trade , " he says , adding that this " trade in liquor debauched families and decimated Indian culture . "
" Doro rakava chitsinhaniso chokutengeserana mvere , " anotaura kudaro , achiwedzera kuti uku " kutengeserana doro kwakashatsa mhuri ndokuparadza tsika yamaIndia . "
" Return your sword to its place , " says Jesus as he heals the man 's ear .
" Dzosera munondo wako mumuhara wawo , " anodaro Jesu achiporesa nzeve yemurume wacho .
The recently discovered " Gospel of Judas " is also counted among the Gnostic gospels .
" Evhangeri yaJudhasi " ichangobva kuwanikwa inonziwo ndeimwe yeEvhangeri dzesangano iri .
" We shouldn 't underestimate the awkwardness and uncertainty that many people feel about their divorced friends , " informs one researcher .
" Hatifaniri kurerutsa kunyara nekusava nechokwadi uko vanhu vakawanda vanonzwa pamusoro peshamwari dzavo dzakarambana , " anozivisa kudaro mumwe muongorori .
" We didn 't allow difficulties to rob us of our joy , " they said .
" Hatina kubvumidza zvitambudzo kutitorera mufaro wedu , " ivo vakadaro .
" YOU are paying far too much for health insurance , " said Karl , an insurance representative .
" INISHUWARENZI yako youtano iri kukutorera mari yakawandisa , " akadaro Karl , mumiririri weimwe kambani yeinishuwarenzi .
" You husbands , continue dwelling . . . with them according to knowledge , assigning them honor as to a weaker vessel , the feminine one . " - 1 PETER 3 : 7 .
" Imi varume , pfuurirai kugara navo . . . mukuwirirana nezivo muchivapa rukudzo sezvamunoita kumudziyo une simba duku zvikuru , iye munhukadzi . " - 1 PETRO 3 : 7 , NW .
" Then I shall give to peoples the change to a pure language , in order for them all to call upon the name of Jehovah , in order to serve him shoulder to shoulder . " - ZEPHANIAH 3 : 9 .
" Ipapo ndichapa kuvanhu chinjo kumutauro wakachena , kuti vose vadane pazita raJehovha , kuti vamubatire pamwe chete . " - ZEFANIA 3 : 9 , " NW . "
" He that would love life and see good days , let him restrain his tongue from what is bad . " - 1 Peter 3 : 10 .
" Iye anoda upenyu nokuona mazuva akanaka , ngaadzore rurimi rwake pane zvakaipa . " - 1 Petro 3 : 10 .
" This commitment made us feel safe and secure , " says Sabine . - Ephesians 4 : 25 .
" Izvi zvakaita kuti tisava nechekutyira , " anodaro Sabine . - VaEfeso 4 : 25 .
" Jesus the Nazarene , " comes the answer .
" Jesu weNazareta , " inouya mhinduro .
" Unless I see in his hands the print of the nails , " Thomas protests , " and stick my finger into the print of the nails and stick my hand into his side , I will certainly not believe . "
" Kana ndikasaona mavanga embambo muzvanza zvake , " Tomasi anoramba achidaro , " nokuisa munwe wangu paiva nembambo , nokuisa ruoko rwangu murutivi rwake , handingatongotendi . "
" Without faith it is impossible to please [ God ] well , " wrote the apostle Paul , " for he that approaches God must believe that he is and that he becomes the rewarder of those earnestly seeking him . "
" Kana pasina kutenda hakubviri kusanofadza [ Mwari ] , " akanyora kudaro muapostora Pauro , " nokuti uyo anosvika Mwari anofanira kuva nokutenda kuti iye aripo , uye kuti anova mutusi waavo vanomutsvakisisa . "
" If under certain circumstances we were to tolerate the sects . . . , it would , without doubt , be an evil - indeed , a serious evil - but not as bad as war , " wrote the famous humanist Erasmus in 1530 .
" Kana taizobvumira masekete mumamiriro ezvinhu akati . . . , pasina mubvunzo , zvaizova zvakaipa - zvirokwazvo , zvakaipisisa zvikuru - asi kwete zvakaipa sehondo , " akanyora kudaro mudzidzi wemasikirwe evanhu Erasmus muna 1530 .
" If we practice sin willfully after having received the accurate knowledge of the truth , there is no longer any sacrifice for sins left , but there is a certain fearful expectation of judgment . " - HEBREWS 10 : 26 , 27
" Kana tiine tsika yokuita chivi nemaune pashure pokunge tagamuchira zivo yakarurama pamusoro pechokwadi , hapasisina kana chibayiro chimwe chasara nokuda kwezvivi , asi pane kutarisira kunotyisa kwokutongwa . " - VAHEBHERU 10 : 26 , 27
" If we are walking in the light as [ God ] himself is in the light , " John writes , " we do have a sharing with one another . "
" Kana tiri kufamba muchiedza iye [ Mwari ] zvaari muchiedza , " anonyora kudaro Johani , " tinogovana isu pachedu . "
" Very often , " he continued , " they do not follow Jesus ' way of doing things . "
" Kazhinji kazhinji zvikuru , " iyo yakapfuurira , " hadziteveri nzira yaJesu yokuita nayo zvinhu . "
" If he wouldn 't have cried , I probably wouldn 't have told him , " Cynthia said .
" Kudai akanga asina kuchema , zvichida ndingadai ndisina kumuudza , " akadaro Cynthia .
" Taking in God 's Word is what you need to keep strong in the faith , " she says .
" Kudya Shoko raMwari ndiko unoda kuti urambe wakasimba mukutenda , " iye anodaro .
" Meditating on how Jehovah , someone so lofty , loves us deeply gives me a sense of security and the strength to remain faithful . " - Patricia , baptized 1946 .
" Kufungisisa kuti Jehovha , mumwe munhu akakwirira zvakadaro , anotida sei , kunonyatsoita kuti ndinzwe ndakachengeteka uye ndine simba rokuramba ndakatendeka . " - Patricia , akabhabhatidzwa muna 1946 .
" It 's terribly disappointing , " bemoaned a sports fan , " to have faith in someone as a role model and have them turn out to be tainted . "
" Kunoodza mwoyo zvikuru , " akachema kudaro muyevi wemitambo , " kuva nokutenda muno mumwe munhu somuenzaniso ndokuzova vakashatiswa . "
" Addiction is a disorder of the entire self , " says Dr .
" Kupindwa muropa ivhiringidziko yomuviri wose , " anodaro Dr .
" Guilt can be a nightmare , " explains Dr .
" Kuva nemhaka kunogona kuva chinoitika chisingafadzi zvikuru , " anotsanangura kudaro Dr .
" Trust improves the quality of life " to such a degree that it " is vital for survival . "
" Kuvimba nevamwe kunoita kuti upenyu huve nani " kusvika pamwero uya wokuti " kunokosha kuti tirarame . "
" Loyalty is a fine quality , " answered Karl .
" Kuvimbika unhu hwakanaka chaizvo , " Karl akapindura achidaro .
The " Four Books , " or Ssu shu , added in the 12th century , are considered as being essential to Confucian thought .
" Mabhuku Mana , " kana kuti Ssu shu , akawedzera muzana ramakore rechi 12 , anorangarirwa kuva ari madikanwa kumufungo waConfucius .
" The sheiks of Judah " refer to those having oversight among God 's people .
" Madzishe aJudha " ndevaya vane basa rokutarisira pakati pevanhu vaMwari .
The data from both studies indicated that Oxygent was significantly better than blood at reversing these triggers [ a trigger indicates a need for a blood transfusion ] and that the triggers were reversed for significantly longer than the reversal caused by autologous blood .
" Mashoko akabva mukunzvera kwose akaratidza kuti Mweya wokufema waiva nani pane ropa " uchidzivisa kudikanwa kwokuisira ropa uye kudikanwa kwokuisira ropa kwakadziviswa kwenguva huru kudarika kudzivisa kunokonzerwa nokushandisa ropa reanenge achivhiyiwa wacho .
" Your eyes even saw me as an embryo . " - PSALM 139 : 16
" Maziso enyu akaona muviri wangu uchangobva kuumbwa . " - PISAREMA 139 : 16
" The wages sin pays is death , " wrote Paul .
" Mubayiro unoripa chivi rufu , " akanyora kudaro Pauro .
" My wife knows she got it from me , " admits Jacob .
" Mudzimai wangu anoziva kuti akaiwana kwandiri , " anobvuma kudaro Jacob .
How did " the spirit of the truth " help the early anointed Christians ?
" Mudzimu wechokwadi " waibatsira sei vaKristu vakazodzwa vokutanga ?
" One has only to visit any [ toy store ] at this time of year , " economist Henry pointed out , " to see the impact of this season 's extraordinary pressures on child - parent relations : distraught mothers dragging tiny toy addicts kicking and screaming away from the latest high - priced , cheesy offerings . "
" Mumwe anongofanira bedzi kushanyira [ chitoro chezvokutambisa ] chipi nechipi pane iyi nguva yegore , " nyanzvi yokuchengetedza mari Henry akadudza kudaro , " kuona simba redzvinyiriro dzechienzi dzeiyi nguva paukama hwomwana nomubereki : vanamai vakatsamwa zvikuru vanozvuzvurudza vana vaduku vakapindwa muropa nezvitambiso vachipfura nokuzhamba vachibva pazvinhu zvine mutengo wakakwirira , zvenhando zvazvino uno zvinotengeswa . "
" In just three months , " says Roddy , " a remarkable metamorphosis took place . "
" Mumwedzi mitatu bedzi , " anodaro Roddy , " kuchinja kunoshamisa kwakaitika . "
" Each one , " Isaiah notes , " must prove to be like a hiding place from the wind and a place of concealment from the rainstorm , like streams of water in a waterless country , like the shadow of a heavy crag in an exhausted land . "
" Munhu mumwe nomumwe , " Isaya anodaro , " uchava soutiziro pamhepo , sechivando pakunaya kukuru kwemvura , senzizi dzemvura panzvimbo yakaoma , somumvuri wedombo guru panyika yafa nenyota . "
" Let the man of the true God . . . instruct us about what we should do with the child who will be born . " - JUDG .
" Munhu waMwari wechokwadi . . . ngaauyezve kwatiri atirayiridze zvatinofanira kuitira mwana achaberekwa . " - VAT .
" The Sword " Misused
" Munondo " Wakashandiswa Zvisina Kufanira
Who was " Saint " Victricius ?
" Musande " Victricius aiva ani ?
" Do not throw me away in the time of old age ; just when my power is failing , do not leave me , " prayed faithful King David over 3,000 years ago .
" Musandirasa munguva yokukwegura ; musandisiya simba rangu parinenge rava kupera , " akanyengetera kudaro Mambo Dhavhidhi akatendeka anopfuura makore 3 000 .
" The God of All Comfort " Cares
" Mwari Wokunyaradza Kwose " Ane Hanya
" May the God who gives peace be with all of you . " - ROM .
" Mwari anopa rugare ngaave nemi mose . " - VAR .
" May your heart not turn aside " to such ways , admonishes Solomon .
" Mwoyo wako ngaurege kutsaukira " kunzira dzakadaro , Soromoni anopa zano achidaro .
" I am from a staunchly Protestant family , " says Robert .
" Ndinobva mumhuri yechiPurotesitendi yakasimba zvikuru , " anodaro Robert .
" I 'm as happy as a person can be in this old system of things , " he says .
" Ndiri kufara sezvinogona kuita munhu mugadziriro ino yezvinhu yasakara , " anodaro .
Because of " the insensibility of their hearts , " those pagans came to be " past all moral sense , [ giving ] themselves over to loose conduct to work uncleanness of every sort with greediness . "
" Nemhaka youkukutu hwemwoyo yavo ; " vahedheni ivavo " vakazvipa vasine hanya kuutere , kuti vabate mabasa ose etsvina nokuchiva . "
" Let us rejoice and be overjoyed . . . because the marriage of the Lamb has arrived . " - REV .
" Ngatifarei tifarisise . . . nokuti nguva yokuroora kweGwayana yasvika . " - ZVAK .
Everlasting Life on Earth - A God - Given Hope , 8 / 15
" Nguva Yokunyarara , " 5 / 15
" By clever and persevering use of propaganda even heaven can be represented as hell to the people , and conversely the most wretched life as paradise . " - ADOLF HITLER , MEIN KAMPF .
" Nokuramba pachishandiswa mashoko anoparadzirwa nouchenjeri , kunyange denga rinogona kuratidzirwa kuvanhu sehero , ukuwo upenyu hunonzwisa tsitsi kwazvo separadhiso . " - ADOLF HITLER , MEIN KAMPF .
" The way out " or " a way to escape " ( King James Version ) involves learning to trust in Jehovah .
" Nzira yokubuda nayo " kana kuti " nzira yokupukunyuka nayo " ( King James Version ) inobatanidza kudzidza kuvimba naJehovha .
" There were times when she would go a few days , then a few weeks , then a few months before she would have a relapse , " the father explained .
" Paiva nenguva apo iye aigona kurarama mazuva mashomanene , ipapo mavhiki , ipapo mwedzi mishomanene zvisati zvamutangazve , " baba vacho vakatsanangura kudaro .
" When I was in my teens , " says a young man named Jayson , " I did not particularly enjoy the ministry . "
" Pandaiyaruka , " rinodaro rimwe jaya rinonzi Jayson , " ndakanga ndisinganyatsonakidzwi noushumiri . "
" When we started , we were afraid we 'd rip ligaments , pop tendons , tear muscles , " said physiologist Miriam Nelson , who conducted the studies .
" Patakatanga , taitya kuti taizobvarura marunda , kubvarura madzira , kubvarura tsandanyama , " yakadaro nyanzvi yemashandire ezvinhu zvipenyu Miriam Nelson , akanzvera izvi .
" Keep on . . . seeking first the kingdom , " said Jesus .
" Rambai muchitanga kutsvaka umambo , " akadaro Jesu .
What Has Happened to Authority ?
" Rutyo Rwoumwari Kokorodzano " Dzoruwa , 2 / 15
" Keep on , then , seeking first the kingdom and his righteousness , and all these other things will be added to you . " - MATT .
" Saka , rambai muchitanga kutsvaka umambo nokururama kwake , uye izvi zvimwe zvinhu zvose zvichawedzerwa kwamuri . " - MAT .
Personal Study That Equips Us as Teachers , 12 / 1
" Swederai Pedyo naMwari , " 12 / 15
" We became very close , " recalls Tammy .
" Takava pedyo zvikuru , " anoyeuka kudaro Tammy .
" Receive him kindly the way you would me , " wrote Paul .
" Umugamuchire sezvaungandigamuchira ini , " akanyora kudaro Pauro .
" He is able also to save completely those who are approaching God through him , " said Paul .
" Une simba rokuponesa kwazvo kwazvo avo vanoswedera kuna Mwari naye , " akadaro Pauro .
" You should know well the appearance of your flock . " - PROV .
" Unofanira kunyatsoziva kuti makwai ako akadini . " - ZVIR .
End of preview. Expand in Data Studio

English-Shona Parallel Dataset

This dataset contains parallel sentences in English and Shona (Zimbabwe).

Dataset Information

  • Language Pair: English ↔ Shona
  • Language Code: sna
  • Country: Zimbabwe
  • Original Source: OPUS MT560 Dataset

Dataset Structure

The dataset contains parallel sentences that can be used for:

  • Machine translation training
  • Cross-lingual NLP tasks
  • Language model fine-tuning

Citation

If you use this dataset, please cite the citation guide of the original OPUS MT560 dataset.

License

This dataset is released under the Creative Commons Attribution 4.0 International License.

Downloads last month
13

Collection including michsethowusu/english-shona_sentence-pairs_mt560